Mabasa 9:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Pakarepo akatanga kuparidza musinagoge kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Pakarepo akaparidza Jesu mumasinagoge, kuti ndiye Mŋanakomana waMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Pakarepo akaparidza Jesu mumasinagoge, kuti ndiye Mwanakomana waMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pakarepo aiparidza mumasinagogu achiti Jesu Mwanakomana waMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Pakarepo aiparidza mumasinagogu achiti Jesu Mwanakomana waMwari. Viz kapitola |