Mabasa 9:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akaona muchiratidzo murume anonzi Ananiasi achiuya kwaari akaisa maoko ake pamusoro pake kuti aonezve.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 naiye wakaʋona murume, unonzi Ananiasi acipinda, aciisa maʋoko ake pamsoro pake, kuti aʋone ɀe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 naiye akaona murume, anonzi Ananiasi achipinda, achiisa maoko ake pamusoro pake, kuti aonezve.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 uye aoneswa murume anonzi Ananiya achiuya achizoisa maoko ake paari kuti akwanise kuonazve.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 uye aoneswa murume anonzi Ananiya achiuya achizoisa maoko ake paari kuti akwanise kuonazve.” Viz kapitola |