Mabasa 8:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vanhu vazhinji vakati vanzwa Firipi uye vakaona zviratidzo zvaakaita, vose vakanyatsoteerera kune zvaaitaura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋanhu ʋazhinji ʋakaterera nomŋoyo mumŋe ɀairebga naFiripo, ʋacinzwa nokuʋona ɀiratidzo ɀaakaŋga aciita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vanhu vazhinji vakateerera nomwoyo mumwe zvairehwa naFiripi, vachinzwa nokuona zviratidzo zvaakanga achiita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Chikwata chikuru chavanhu chakateerera nomwoyo mumwechete kune zvaitaurwa naFiripi pavakamunzwa uye pavakaona zviratidzo zvaaiita, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Chikwata chikuru chavanhu chakateerera nomwoyo mumwechete kune zvaitaurwa naFiripi pavakamunzwa uye pavakaona zviratidzo zvaaiita, Viz kapitola |