Mabasa 8:37 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Uye Firipi akati, “Kana uchitenda nomwoyo wako wose, zvinogoneka.” Iye akapindura akati, “Ndinotenda kuti Jesu Kristu ndiye Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 [Firipo akati: Kana ucitenda nomŋoyo wako wose, ɀiŋgaitwa. Akapindura, akati: Ndinotenda kuti Jesu ndiye Mŋanakomana waMŋari.] Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Firipi akati, “Kana uchitenda nomwoyo wako wose, zvingaitwa.” Akapindura, akati, “Ndinotenda kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari.”] Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Firipi akati, “Kana uchitenda nemwoyo wose unogona kuombekwa.” Iye akapindura achiti, “Ndinotenda kuti Jesu Kristu Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Firipi akati, “Kana uchitenda nemwoyo wose unogona kuombekwa.” Iye akapindura achiti, “Ndinotenda kuti Jesu Kristu Mwanakomana waMwari.” Viz kapitola |