Mabasa 8:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Mukuninipiswa kwake akashayiwa kururamisirwa. Ndianiko angataura nezvezvizvarwa zvake? Nokuti upenyu hwake hwakabviswa panyika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Pakuɀidzwa kwake kutoŋgwa kwake kwakabviswa; Ndianiko ucarondedzera rudzi rwake? Nokuti ʋupenyu bgake bgunobviswa panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Pakuzvidzwa kwake kutongwa kwake kwakabviswa; Ndianiko acharondedzera rudzi rwake? Nokuti upenyu hwake hunobviswa panyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mukuninipiswa ikoku haana kuitirwa zvaaikodzera Ndiani angatsanangure nezvechizvarwa chake nokuti upenyu hwake hwakabviswa panyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Mukuninipiswa ikoku haana kuitirwa zvaaikodzera Ndiani angatsanangure nezvechizvarwa chake nokuti upenyu hwake hwakabviswa panyika.” Viz kapitola |