Mabasa 8:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Iye akati, “Ndinganzwisisa seiko kana pasina munhu anonditsanangurira?” Saka akadana Firipi kuti akwire mungoro agare nayemo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Iye akati: Ndiŋgagona seiko, kana mumŋe asiŋgandiɗudziri? Akakumbira ɀikuru kunaFiripo kuti akwire, agare naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Iye akati, “Ndingagona seiko, kana mumwe asingandidudziri?” Akakumbira zvikuru kuna Firipi kuti akwire, agare naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Iye akati, “Ndingagonzwisisa sei kusatoti mumwe anditsanangurira.” Akakumbirisa Firipi kuti akwire agare naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Iye akati, “Ndingagonzwisisa sei kusatoti mumwe anditsanangurira.” Akakumbirisa Firipi kuti akwire agare naye. Viz kapitola |