Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 8:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Vakati vapupura uye vakaparidza shoko raShe, Petro naJohani vakadzokera kuJerusarema, vachiparidza vhangeri mumisha yakawanda yomuSamaria.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino ʋakati ʋapupura kwaɀo nokutaura shoko raShe, ʋakadzokera ɀe Jerusarema, ʋaciparidza Evaŋgeri mumisha mizhinji yaʋaSamaria.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino vakati vapupura kwazvo nokutaura shoko raIshe, vakadzokerazve Jerusaremu, vachiparidza Vhangeri mumisha mizhinji yavaSamaria.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Zvino pavakanga vapa uchapupu hwavo uye vataura shoko raTenzi vakadzokera kuJerusaremu vachiparidza Shoko Rakanaka mumisha yakawanda yevekuSamaria.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Zvino pavakanga vapa uchapupu hwavo uye vataura shoko raTenzi vakadzokera kuJerusaremu vachiparidza Shoko Rakanaka mumisha yakawanda yevekuSamaria.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 8:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy