Mabasa 7:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Nokuti madzitateguru akaitira godo Josefa, vakamutengesa senhapwa kuIjipiti. Asi Mwari akanga anaye Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mateteguru ɀaakaŋga acigoɗora Josefa, ʋakamuteŋgesa, akaiswa Egipita; Mŋari akaʋa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Matateguru zvaakanga achigodora Josefa, vakamutengesa, akaiswa Ijipiti; Mwari akava naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Pamusana pokuti mamwe madzitateguru aya akaita shanje naJosefi, akamutengesa kuIjipiti asi Mwari aiva naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Pamusana pokuti mamwe madzitateguru aya akaita shanje naJosefi, akamutengesa kuIjipiti asi Mwari aiva naye. Viz kapitola |