Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:52 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

52 Kwakambova nomuprofita asina kutambudzwa namadzibaba enyu here? Vakauraya kunyange vaya vakaprofita kuuya kwaIye Oga Akarurama. Uye zvino makamupandukira mukamuuraya,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

52 Ndoupiko pakati paʋaprofita, usina‐kutambudzwa namadziɓaɓa enyu? Ʋakaʋuraya aʋo ʋaiparidza kuʋuya kwoWakarurama, iye wamakapandukira nokumuʋuraya ɀino.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

52 Ndoupiko pavaporofita asina kutambudzwa namadzibaba enyu? Vakauraya avo vaiparidza kuuya kwoWakarurama, iye wamakapandukira nokumuuraya zvino.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

52 “Muporofita upi asina kutambudzwa namadzibaba enyu? Vakauraya vaya vakafanotaura zvokuuya komururami wakamupandukira mukaponda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

52 “Muporofita upi asina kutambudzwa namadzibaba enyu? Vakauraya vaya vakafanotaura zvokuuya komururami wakamupandukira mukaponda.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:52

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy