Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:49 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 “ ‘Denga ndicho chigaro changu choushe uye nyika ndiyo chitsiko chetsoka dzangu. Ko, muchandivakira imba yakaita sei? ndizvo zvinotaura Ishe. Kana kuti nzvimbo yangu yokuzorora ichava kupiko?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Ƌeŋga ndico cigaro caŋgu coʋushe, Nenyika citsiko cetsoka dzaŋgu; Mucandiʋakira imba yakaɗiniko? Ndiɀo ɀinoreʋa Ishe; Kana nɀimbo yandiŋgazorora pairi ndeipi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

49 ‘Denga ndicho chigaro changu choushe, Nenyika chitsiko chetsoka dzangu; Muchandivakira imba yakadiniko? Ndizvo zvinoreva Ishe; Kana nzvimbo yandingazorora pairi ndeipi?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 “ ‘Denga chigaro changu choumambo, nyika iri iyo chitambarariko chetsoka dzangu. Imba yorudzii yaungandivakire; ndizvo zvinotaura Tenzi. Ndeipi nzvimbo yandingazororere?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 “ ‘Denga chigaro changu choumambo, nyika iri iyo chitambarariko chetsoka dzangu. Imba yorudzii yaungandivakire; ndizvo zvinotaura Tenzi. Ndeipi nzvimbo yandingazororere?

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:49

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy