Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:45 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Vakagamuchira tabhenakeri, vachitungamirirwa naJoshua, madzibaba edu akauya pamwe chete nayo paya pavakatora nyika kubva kundudzi dzakanga dzadzingwa pamberi pavo naMwari. Tabhenakeri yakagara munyika iyo kusvikira panguva yaDhavhidhi,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Yakati yagamucirwa namadziɓaɓa eɗu, ʋakapinda nayo naJoshua munyika yaʋahedeni, ʋakadziŋgwa naMŋari pamberi pamadziɓaɓa eɗu, kuȿikira pamazuʋa aDavidi;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Yakati yagamuchirwa namadzibaba edu, vakapinda nayo naJoshua munyika yavahedheni, vakadzingwa naMwari pamberi pamadzibaba edu, kusvikira pamazuva aDhavhidhi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Madzibaba eduwo akarigamuchira akauya naro pamwechete naJoshuwa pavakatorera nyika vechirudzi vaifanodzingirwa madzibaba edu naMwari. Vaiva naro kusvikira pamazuva aDhavhidhi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Madzibaba eduwo akarigamuchira akauya naro pamwechete naJoshuwa pavakatorera nyika vechirudzi vaifanodzingirwa madzibaba edu naMwari. Vaiva naro kusvikira pamazuva aDhavhidhi

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy