Mabasa 7:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 “Asi madzibaba edu akaramba kumuteerera. Vakamuramba uye mumwoyo yavo vakadzokerazve kuIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ndiye, waʋakaŋga ʋasiŋgaɗi kumuterera iʋo madziɓaɓa eɗu; ʋakamuramba, ʋakadzokera Egipita nemŋoyo yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 “Ndiye, wavakanga vasingadi kumuteerera ivo madzibaba edu; vakamuramba, vakadzokera Ijipiti nemwoyo yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 “Madzitateguru edu akaramba kumuteerera vakamusairira kwakadaro. Mwoyo yavo yakanga yadzokera kuIjipiti Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 “Madzitateguru edu akaramba kumuteerera vakamusairira kwakadaro. Mwoyo yavo yakanga yadzokera kuIjipiti Viz kapitola |