Mabasa 7:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Mozisi paakanzwa izvozvo, akatiza akaenda kuMidhiani, uko kwaakandogara ari mutorwa uye akabereka vanakomana vaviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Mosesi akatiza acinzwa shoko iri, akandoʋa mutorwa kunyika yeMidiani, kwaakandoɓereka ʋanakomana ʋaʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Mosesi akatiza achinzwa shoko iri, akandova mutorwa kunyika yeMidhiani, kwaakandobereka vanakomana vaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mosesi paakanzwa izvi akatiza. Akava mupoteri munyika yavaMidhia kwaakabereka vanakomana vaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Mosesi paakanzwa izvi akatiza. Akava mupoteri munyika yavaMidhia kwaakabereka vanakomana vaviri. Viz kapitola |