Mabasa 7:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “Asi murume uya akanga achitambudza mumwe akasundidzira Mozisi padivi akati, ‘Ndianiko akakuita mubati nomutongi wedu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino iye wakaŋga aciitira wokwake ɀisakarurama akamusundira kure, aciti: Ndianiko wakakuita muɓati nomutoŋgi weɗu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Zvino iye akanga achiitira wokwake zvisakarurama akamusundira kure, achiti, ‘Ndianiko akakuita mubati nomutongi wedu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Asi murume aiitira mumwe zvakaipa akamusairira kurutivi achiti, ‘Ndiani akakuita mambo nomutongi wedu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Asi murume aiitira mumwe zvakaipa akamusairira kurutivi achiti, ‘Ndiani akakuita mambo nomutongi wedu? Viz kapitola |