Mabasa 7:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Akaona mumwe wavo achitambudzwa nomuIjipita, saka akasvika akamurwira akatsiva nokuuraya muIjipita uya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Akaʋona mumŋe aciitirwa ɀisakarurama, ndokumurwira, akaʋuraya muEgipita, acitsiʋa wakaŋga acitambudzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Akaona mumwe achiitirwa zvisakarurama, ndokumurwira, akauraya muIjipiti, achitsiva akanga achitambudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Paakaona mumwe wavo achiitirwa zvakaipa akadzivirira aiitirwa zvakaipa. Akamutsividzira nokuponda muIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Paakaona mumwe wavo achiitirwa zvakaipa akadzivirira aiitirwa zvakaipa. Akamutsividzira nokuponda muIjipiti. Viz kapitola |