Mabasa 7:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Jakobho akati anzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezviyo, akatuma madzibaba edu parwendo rwavo rwokutanga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino Jakobo, wakati anzwa kuti Egipita kuneɀiyo, pakutaŋga akatuma madziɓaɓa eɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino Jakobho, akati anzwa kuti kuIjipiti kune zviyo, pakutanga akatuma madzibaba edu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Jakobho paakanzwa kuti kune zvokudya kuIjipiti akatuma madzibaba edu kokutanga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Jakobho paakanzwa kuti kune zvokudya kuIjipiti akatuma madzibaba edu kokutanga. Viz kapitola |