Mabasa 7:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo muprista mukuru akamubvunza akati, “Izvi zvauri kupomerwa ndezvechokwadi here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Muprista mukuru akati: Ɀinhu iɀi ndiɀo nhai? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Mupristi mukuru akati, “Zvinhu izvi ndizvo nhai?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mupristi mukuru akati, “Ndizvo here izvi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mupristi mukuru akati, “Ndizvo here izvi?” Viz kapitola |