Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 6:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mumazuva iwayo vadzidzi zvavakanga vachiwedzerwa pauwandu, vaJudha vaitaura chiGiriki vaiva pakati pavo vakagununʼuna pamusoro pavaJudha vaitaura chiHebheru nokuti chirikadzi dzavo dzaidarikwa pakugoverwa kwezvokudya zvemisi yose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino namazuʋa iwayo, ʋadzidzi ʋaciwanda, ʋaJuda, ʋaitaura ciGiriki, ʋakanyunyutira ʋaHeberu, nokuti cirikadzi dzaʋo dzaiɗarikwa pakugoʋerwa kwomusi mumŋe nomumŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino namazuva iwayo, vadzidzi vachiwanda, vaJudha, vaitaura chiGiriki, vakanyunyutira vaHebheru, nokuti chirikadzi dzavo dzaidarikwa pakugoverwa kwomusi mumwe nomumwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Pamazuva iwayo vadzidzi pavakanga vava kuwanda vechiGiriki vakanyunyutira vechiHebheru nokuti chirikadzi dzavo dzaidarikirwa pakugoverwa kwamazuva ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Pamazuva iwayo vadzidzi pavakanga vava kuwanda vechiGiriki vakanyunyutira vechiHebheru nokuti chirikadzi dzavo dzaidarikirwa pakugoverwa kwamazuva ose.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 6:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy