Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 5:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Petro akati kwaari, “Matenderana seiko kuti muedze Mweya waShe? Tarira! Tsoka dzamajaya aviga murume wako dziri pamukova, uye vachakutakura newewo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Petro akati kwaari: Maita seiko ɀamaraŋgana kuidza Mŋeya waShe? Tarira, tsoka dzaʋakaʋiga murume wako, dziciri pamukoʋa, ʋacakutakurira ʋo kunze.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Petirosi akati kwaari, “Maita seiko zvamarangana kuedza Mweya waIshe? Tarira, tsoka dzavakaviga murume wako, dzichiri pamusuo, vachakutakurirawo kunze.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Pita ndokuti kwaari, “Ko matenderana sei kuedza Mweya waMwari? Teerera unzwe tsoka dzavanhu vaviga murume wako dzava pamusuo. Vachakutakura vachikuburitsa kunze.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Pita ndokuti kwaari, “Ko matenderana sei kuedza Mweya waMwari? Teerera unzwe tsoka dzavanhu vaviga murume wako dzava pamusuo. Vachakutakura vachikuburitsa kunze.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 5:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy