Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 5:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Kutaura kwake kwakavadzikamisa. Vakadana vapostori kuti vapinde vakaita kuti varohwe. Ipapo vakavarayira kuti varege kutaura muzita raJesu, uye vakavaregedza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ʋakamunzwa; ipapo ʋakati ʋaɗana ʋaapostora, ʋakaʋaroʋa, ʋakaʋaraira kuti ʋarege kutaura nezita raJesu; ʋakaʋaregedza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Vakamunzwa; ipapo vakati vadana vapostori, vakavarova, vakavarayira kuti varege kutaura nezita raJesu; vakavaregedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Nokudaro vakatevera zano rake. Pavakadaidza vapositori kuti vapinde, vakavarova vakavakomekedza kuti vasataure muzita raJesu ndokuvarega vachienda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Nokudaro vakatevera zano rake. Pavakadaidza vapositori kuti vapinde, vakavarova vakavakomekedza kuti vasataure muzita raJesu ndokuvarega vachienda.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 5:40

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy