Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 5:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ko, wakanga usiri wako here usati watengeswa? Uye shure kwokunge wautengesa, mari yakanga isiri yako here? Chiiko chakaita kuti ufunge kuita chinhu chakadai? Hauna kureva nhema kuvanhu asi kuna Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Iwo uciri’po, wakaŋga usi wako here? Wateŋgeswa, wakaŋga usinesimba naɀo here? Waita seiko, ɀawafuŋga cinhu ici mumŋoyo mako? Hauna‐kureʋa nhema kuʋanhu, asi kunaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Iwo uchiripo, wakanga usi wako here? Watengeswa, wakanga usina simba nazvo here? Waita seiko, zvawafunga chinhu ichi mumwoyo mako? Hauna kureva nhema kuvanhu, asi kuna Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Pawakanga usati watengeswa wakanga usiri wako here uye pawakanga watengeswa mari yacho yakanga isiri mumaoko ako here? Ko zvaita seiko kuti ufunge kuita izvi mumwoyo mako? Hauna kurevera munhu nhema asi Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Pawakanga usati watengeswa wakanga usiri wako here uye pawakanga watengeswa mari yacho yakanga isiri mumaoko ako here? Ko zvaita seiko kuti ufunge kuita izvi mumwoyo mako? Hauna kurevera munhu nhema asi Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 5:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy