Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 5:38 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Naizvozvo, panyaya iyi ndinokurayirai kuti: Regai vanhu ava vakadaro! Regai vaende! Nokuti kana kufunga kwavo kuri kwomunhu, kuchaguma.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ɀino ndinoti kwamuri: Musaɓata ʋanhu aʋa, muʋarege, nokuti kana kufuŋga uku neɓasa iri ɀiri ɀaʋanhu, ɀicaparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Zvino ndinoti kwamuri, musabata vanhu ava, muvarege, nokuti kana kufunga uku nebasa iri zviri zvavanhu, zvichaparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Pane zvanhasi izvi, ndinoti kwamuri, siyanai navanhu ava, varegei. Kana urongwa uhu nezvavari kuita zviri zvavanhu zvichakundikana

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Pane zvanhasi izvi, ndinoti kwamuri, siyanai navanhu ava, varegei. Kana urongwa uhu nezvavari kuita zviri zvavanhu zvichakundikana

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 5:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy