Mabasa 5:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vakati vanzwa izvi, vakashatirwa uye vakada kuvauraya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino iʋo ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakafa neshuŋgu, ʋakaɗa kuʋaʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino ivo vakati vachizvinzwa, vakafa neshungu, vakada kuvauraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Pavakanzwa izvi vakashatirwa zvikuru kwazvo vakafunga zvokuvauraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Pavakanzwa izvi vakashatirwa zvikuru kwazvo vakafunga zvokuvauraya. Viz kapitola |