Mabasa 5:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Mwari wamadzibaba edu akamutsa Jesu kubva kuvakafa uyo wamakaita kuti aurayiwe nokumuturika pamuti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Mŋari wamadziɓaɓa eɗu wakamutsa Jesu, iye wamakaʋuraya mucimuturika pamuti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Mwari wamadzibaba edu akamutsa Jesu, iye wamakauraya muchimuturika pamuti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mwari wamadzibaba edu akamutsa Jesu wamakauraya nokumurembedza pamuti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mwari wamadzibaba edu akamutsa Jesu wamakauraya nokumurembedza pamuti. Viz kapitola |