Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 5:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Akati, “Takakurayirai zvakasimba kuti murege kudzidzisa muzita iri. Asi mazadza Jerusarema rose nedzidziso yenyu uye munoda kuti tive nemhosva yeropa romurume uyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 aciti: Takakurairai ɀikuru kuti murege kudzidzisa nezita iri, ɀino tarirai, mazadza Jerusarema nokudzidzisa kwenyu, muciɗa kuti ropa romunhu uyu riʋuye pamsoro peɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 achiti, “Takakurayirai zvikuru kuti murege kudzidzisa nezita iri, zvino tarirai, mazadza Jerusaremu nokudzidzisa kwenyu, muchida kuti ropa romunhu uyu riuye pamusoro pedu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 achiti, “Takanyatsokuyambirai kuti musadzidzise nezita iri asi imi matozadza Jerusaremu nechidzidziso chenyu uye munoda kuti ropa romunhu uyu ritipfukire.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 achiti, “Takanyatsokuyambirai kuti musadzidzise nezita iri asi imi matozadza Jerusaremu nechidzidziso chenyu uye munoda kuti ropa romunhu uyu ritipfukire.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 5:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy