Mabasa 5:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Asi vabati vakati vasvika pajeri, vakawana vasimo. Saka vakadzokera vakasvikoti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi ʋaranda ʋakati ʋaciȿika’po, ʋakawana ʋasi’mo mutoroŋgo; ʋakadzoka, ʋakaʋaʋudza iɀoɀo, ʋaciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi varanda vakati vachisvikapo, vakawana vasimo mutorongo vakadzoka, vakavaudza izvozvo, vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi mapurisa pavakasvika, havana kuvawana muJeri. Vakadzokera vakavataurira vakati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi mapurisa pavakasvika, havana kuvawana muJeri. Vakadzokera vakavataurira vakati, Viz kapitola |