Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 4:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Vakaita zvakanga zvatongwa nesimba renyu uye nokuda kwenyu kuti zvichaitika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 kuti ʋaite ɀose ɀakaŋga ɀatemŋa noruʋoko rwenyu, napakufuŋga kwenyu, kuti ɀiitwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 kuti vaite zvose zvakanga zvatemwa noruoko rwenyu, napakufunga kwenyu, kuti zviitwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 kuti zvamakafanoronga nesimba roruoko rwenyu nourongwa hwenyu zviitike.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 kuti zvamakafanoronga nesimba roruoko rwenyu nourongwa hwenyu zviitike.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 4:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy