Mabasa 3:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Naizvozvo, tendeukai zvino, mudzokere kuna Mwari, kuitira kuti zvivi zvenyu zvidzimwe, kuti nguva dzokuvandudzwa dzinobva kuna She dzisvike Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Naiɀoɀo tendeʋukai, mudzoke, kuti ɀiʋi ɀenyu ɀidzimŋe, kuti ŋguʋa dzokusimbiswa dzinobva kunaShe, dziȿike; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Naizvozvo tendeukai, mudzoke, kuti zvivi zvenyu zvidzimwe, kuti nguva dzokusimbiswa dzinobva kuna Ishe, dzisvike; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Nezvo pindukai mutendeuke kuti zvitadzo zvenyu zvipfudzwe kuti nguva iya yokumbofefeterwa nokuvapo kwaTenzi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Nezvo pindukai mutendeuke kuti zvitadzo zvenyu zvipfudzwe kuti nguva iya yokumbofefeterwa nokuvapo kwaTenzi, Viz kapitola |