Mabasa 3:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Asi ndiwo mazadzisiro akaita Mwari zvaakataura kare kubudikidza navaprofita vose, achitaura kuti Kristu wake aizotambudzika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 asi saiɀoɀo Mŋari wakapedzisa ɀaakamboreʋa nomuromo waʋaprofita ʋose, kuti Kristu wake ucazotambudzika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 asi saizvozvo Mwari akapedzisa zvaakamboreva nomuromo wavaporofita vose, kuti Kristu wake achazotambudzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi Mwari zvaakafanotaura nemiromo yavaporofita vose kuti Mesia wake anofanira kutambudzika. Izvi akazvizadzisa nenzira iyoyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Asi Mwari zvaakafanotaura nemiromo yavaporofita vose kuti Mesia wake anofanira kutambudzika. Izvi akazvizadzisa nenzira iyoyi. Viz kapitola |