Mabasa 28:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Izvi zvakati zvaitika, vairwara vose vomuchitsuwa vakauya vakaporeswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iɀo ɀakati ɀaitwa, naʋamŋe ʋo ʋeciwi, ʋairwara, ʋakaʋuya, ʋakaporeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Izvo zvakati zvaitwa, navamwewo vechiwi, vairwara, vakauya, vakaporeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Izvi pazvakaitika vamwe vanhu vose vapachitsuwa icho vaiva nezvirwere vakauyawo vakaporeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Izvi pazvakaitika vamwe vanhu vose vapachitsuwa icho vaiva nezvirwere vakauyawo vakaporeswa. Viz kapitola |