Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 28:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Vanhu vakanga vakatarisira kuti achazvimba kana kuwira pasi pakarepo ofa, asi vakati varindira kwenguva refu uye vakasaona chakaitika kwaari, vakashanduka vakati aiva mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Iʋo ʋakati ucaɀimba, kana kuwira pasi pakarepo, akafa; ɀino ʋakati ʋatarira ŋguʋa refu, ʋakaʋona kuti haana‐kusikirwa nenjodzi, ʋakashanduka ʋoti: Iye mŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ivo vakati achazvimba, kana kuwira pasi pakarepo, akafa; zvino vakati vatarira nguva refu, vakaona kuti haana kusvikirwa nenjodzi, vakashanduka voti, “Iye Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Vakamirira vachifunga kuti zvimwe achazvimba kana kungowira pasi achibva afa. Asi pavakamirira kwenguva yakareba pasina chakaipa chakaitika kwaari, vakasanduka vavakuti, “Ndimwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Vakamirira vachifunga kuti zvimwe achazvimba kana kungowira pasi achibva afa. Asi pavakamirira kwenguva yakareba pasina chakaipa chakaitika kwaari, vakasanduka vavakuti, “Ndimwari.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 28:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy