Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 28:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Vanhu vomuchitsuwa ichi vakatiitira tsitsi dzinoshamisa. Vakavesa moto vakatigamuchira tose nokuti kwakanga kuchinaya uye kuchitonhora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋanhu ʋenyika iyo ʋakatiitira ʋunyoro kwaɀo; nokuti ʋakaɓatidza mŋoto, ʋakatigamucira tose, nokuɗa kwemvura yakaŋga icinaya, ʋuye nokuɗa kwecando.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vanhu venyika iyo vakatiitira unyoro kwazvo; nokuti vakabatidza moto, vakatigamuchira tose, nokuda kwemvura yakanga ichinaya, uye nokuda kwechando.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vagari vomo vakatibata zvakanakisisa kwazvo. Vakativesera moto vakatigamuchira tose nokuti kwakanga kwatangisa kunaya uye kwaitonhora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Vagari vomo vakatibata zvakanakisisa kwazvo. Vakativesera moto vakatigamuchira tose nokuti kwakanga kwatangisa kunaya uye kwaitonhora.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 28:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy