Mabasa 27:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Takarasikirwa nenguva yakawanda kwazvo, uye kufambisa chikepe kwakanga kwava nenjodzi nokuti zvino Nguva Yokutsanya yakanga yatopfuura. Saka Pauro akavayambira akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ŋguʋa huru yakati yapfuʋura, nokufamba neguŋgwa kwaʋa nenjodzi, nokuti ŋguʋa yokuɀinyima ɀokudya yakaŋga yatopfuʋura, Pauro akaʋaraira, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino nguva huru yakati yapfuura, nokufamba negungwa kwava nenjodzi, nokuti nguva yokuzvinyima zvokudya yakanga yatopfuura, Pauro akavarayira, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Sezvatakanga tarasikirwa nenguva yakawanda uye rwendo zvarwakanga ruine njodzi uye nokuti nguva yokutsanya yakanga yapfuura, Pauro akavapa zano achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Sezvatakanga tarasikirwa nenguva yakawanda uye rwendo zvarwakanga ruine njodzi uye nokuti nguva yokutsanya yakanga yapfuura, Pauro akavapa zano achiti, Viz kapitola |