Mabasa 27:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Takati tayambuka gungwa reSirisia nePamufiria, takandomira paMira muRisia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino tikayambuka guŋgwa reKirikia nePamfiria, tikaȿika Mira, musha weRikia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino tikayambuka gungwa reKirikia nePamufiria, tikasvika Mira, musha weRikiya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Patakanga tadimura gungwa riri parutivi peSirisia nePamupfuria takasvika kuMira muRisia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Patakanga tadimura gungwa riri parutivi peSirisia nePamupfuria takasvika kuMira muRisia. Viz kapitola |