Mabasa 27:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zuva rakatevera takasvika paSidhoni; uye Juriasi akanzwira Pauro tsitsi akamutendera kuti aende kushamwari dzake kuti zvimwe vangamupa zvaaishayiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Fume maŋgwana tikaȿika Sidoni, Jurio akaitira Pauro ɀakanaka, akamutendera kuti aende kushamŋari dzake, aceŋgetwe naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Fume mangwana tikasvika Sidhoni, Jurio akaitira Pauro zvakanaka, akamutendera kuti aende kushamwari dzake, achengetwe navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Pazuva rakatevera takandomisa chikepe paSidhoni. Juriasi akabata Pauro zvakanaka. Akamupa mvumo yokuenda kushamwari dzake kuti dzimuwanise zvokurarama nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Pazuva rakatevera takandomisa chikepe paSidhoni. Juriasi akabata Pauro zvakanaka. Akamupa mvumo yokuenda kushamwari dzake kuti dzimuwanise zvokurarama nazvo. Viz kapitola |