Mabasa 25:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vakakumbira zvikuru kuna Fesitasi, sechinhu chinofadza kwavari, kuti Pauro aendeswe kuJerusarema, nokuti vakanga vachigadzirira kumuvandira kuti vagomuuraya munzira imomo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋakakumbira kuti aʋafadze pamsoro pake, amuɗanire Jerusarema, kuti ʋamuʋandire ʋamuʋuraye panzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 vakakumbira kuti avafadze pamusoro pake, amudanire Jerusaremu, kuti vamuvandire vamuuraye panzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 kuti avaitire mutsa wokuti, Pauro aunzwe kuJerusaremu ivo vaine bangano rokumuhwandira kuti vamuuraye panzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 kuti avaitire mutsa wokuti, Pauro aunzwe kuJerusaremu ivo vaine bangano rokumuhwandira kuti vamuuraye panzira. Viz kapitola |