Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 24:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Changamire Ferikisi, izvi tinozvigamuchira nomufaro mukuru uye nemitoo yose kwose kwose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 tinoɀigamucira nemitoʋo yose napanɀimbo dzose nokuʋoŋga kukuru, imi, Feriksi wakakurumbira ɀikuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 tinozvigamuchira nemitoo yose napanzvimbo dzose nokuvonga kukuru, imi, Ferikisi akakurumbira zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Nenzira dzose uye kose kose tinogamuchira izvi nokutenda kose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Nenzira dzose uye kose kose tinogamuchira izvi nokutenda kose.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 24:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy