Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 24:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mazuva mashanu akati apfuura, Ananiasi muprista mukuru akaburuka kuKesaria navamwe vakuru nerimwe gweta rainzi Teturo, vakataura mhosva dzavo pamusoro paPauro pamberi pomubati.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino mazuʋa mashanu akati apfuʋura, Ananiasi, muprista mukuru, akaɓuruka naʋamŋe ʋakuru, nomumŋe mureʋeri, wainzi Terturo; ʋakamhaŋarira Pauro kumuɓati.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino mazuva mashanu akati apfuura, Ananiasi, mupristi mukuru, akaburuka navamwe vakuru, nomumwe mureveri, ainzi Terituro; vakamhan'arira Pauro kumubati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mushure memazuva mashanu, mupristi mukuru Ananiya akadzika navamwe vakuru vakuru nerimwe gweta rainzi Teturosi. Vakapira nyaya yavo kuna Gavhuna yokupomera Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mushure memazuva mashanu, mupristi mukuru Ananiya akadzika navamwe vakuru vakuru nerimwe gweta rainzi Teturosi. Vakapira nyaya yavo kuna Gavhuna yokupomera Pauro.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 24:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy