Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Pakava nebope guru, uye vamwe vadzidzisi vomurayiro vainge vari vaFarisi vakasimuka vakaita nharo zvikuru. Vakati, “Hatina chakaipa chatinoona pamunhu uyu. Ko, kana ari mweya kana mutumwa akataura kwaari?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino ɓope guru rikaʋa’po; ʋamŋe ʋanyori ʋokuʋaFarise ʋakasimuka, ʋakaita nharo, ʋaciti: Hatiʋoni cinhu cakaipa kumunhu uyu; ɀimŋe mŋeya wakataura naye, kana mutumŋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino bope guru rikavapo; vamwe vanyori vokuvaFarisi vakasimuka vakaita nharo, vachiti, “Hationi chinhu chakaipa kumunhu uyu; zvimwe mweya akataura naye, kana mutumwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Pakabva pamuka bopoto guru. Dzimwe nyanzvi dzomutemo webato ravaFarisei vakasimuka vachipikisa vachiti, “Hapana chatinoona chakaipa nomunhu uyu. Ko, zvichida mumwe mweya kana kuti mumwe mutumwa akataura naye!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Pakabva pamuka bopoto guru. Dzimwe nyanzvi dzomutemo webato ravaFarisei vakasimuka vachipikisa vachiti, “Hapana chatinoona chakaipa nomunhu uyu. Ko, zvichida mumwe mweya kana kuti mumwe mutumwa akataura naye!”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy