Mabasa 23:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akati ataura izvozvo, nharo dzakamuka pakati pavaFarisi navaSadhusi, nokudaro ungano yakapesana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Wakati aɗaro, kupesana kukaʋa’po pakati paʋaFarise naʋaSaduse; ʋuŋgano ikaparadzana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Akati adaro, kupesana kukavapo pakati pavaFarisi navaSadhusi; ungano ikaparadzana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Paakataura izvi pakabva pava nokupesana pakati pavaFarisei navaSadhusei. Musangano wakabva wakamukana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Paakataura izvi pakabva pava nokupesana pakati pavaFarisei navaSadhusei. Musangano wakabva wakamukana. Viz kapitola |