Mabasa 23:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vaya vakanga vamire pedyo naPauro vakati, “Iwe uri kutotuka muprista mukuru waMwari nhai?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakaŋga ʋamire’po ʋakati: Ko unotuka muprista mukuru waMŋari here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vakanga vamirepo vakati, “Ko unotuka mupristi mukuru waMwari here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakanga vamire padyo naye vakati, “Unoda kushora mupristi mukuru waMwari here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakanga vamire padyo naye vakati, “Unoda kushora mupristi mukuru waMwari here?” Viz kapitola |