Mabasa 23:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ipapo muprista mukuru ainzi Ananiasi akarayira vaya vakanga vamire pedyo naye kuti vamurove pamuromo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo Ananiasi, muprista mukuru, akaraira ʋakaŋga ʋamire naye, kuti ʋamuroʋe muromo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo Ananiasi, mupristi mukuru, akarayira vakanga vamire naye, kuti vamurove muromo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mupristi mukuru Ananiya akati kune vakanga vamire pedyo naye vamurove pamuromo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mupristi mukuru Ananiya akati kune vakanga vamire pedyo naye vamurove pamuromo. Viz kapitola |