Mabasa 21:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 saka iwe chiita zvatinokuudza zvino. Tina varume vana pano vakaita mhiko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Naiɀoɀo ita iɀi ɀatinotaura kwauri: Tinaʋarume ʋanna ʋakaɀisuŋga nokupika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Naizvozvo ita izvi zvatinotaura kwauri, tina varume vana vakazvisunga nokupika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Iwe chiita zvatinokuudza. Tine varume vana vakaita mhiko! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Iwe chiita zvatinokuudza. Tine varume vana vakaita mhiko! Viz kapitola |