Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 21:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Takawana chikepe chaiyambuka chichienda kuFonisia, tikakwira machiri tikaenda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Takati tawana’po cikepe, caiyambukira Finikia, tikapinda mukati maco, tikaenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Takati tawanapo chikepe, chaiyambukira Fonikia, tikapinda mukati macho, tikaenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Patakawana chikepe chaiyambukira kuFonisia takachikwira tikaenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Patakawana chikepe chaiyambukira kuFonisia takachikwira tikaenda.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 21:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy