Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 20:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 uko kwaakandogara kwemwedzi mitatu. Nokuda kwokuti vaJudha vakanga vaita rangano yakaipa pamusoro pake paakanga oda kukwira chikepe kuti aende kuSiria, akafunga kudzokerazve nokuMasedhonia.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Akati agara mŋedzi mitatu, raŋgano yakaipa ikaitwa naʋaJuda pamsoro pake, oɗa kuenda Siria necikepe, akati ndodzokera napaMakedonia.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Akati agara mwedzi mitatu, rangano yakaipa ikaitwa navaJudha pamusoro pake, oda kuenda Siria nechikepe, akati ndodzokera napaMakedhonia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 kwaakagara mwedzi mitatu. Pamusana pokuti pakaitwa bangano navaJudha rokumurwisa, panguva yaakanga ava kuda kuenda nechikepe kuSiria, akafunga zvokudzokera nokuMasedhonia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 kwaakagara mwedzi mitatu. Pamusana pokuti pakaitwa bangano navaJudha rokumurwisa, panguva yaakanga ava kuda kuenda nechikepe kuSiria, akafunga zvokudzokera nokuMasedhonia.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 20:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy