Mabasa 20:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Paakasangana nesu paAsosi, takamukwidza tikapfuurira kuMitirene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Takati tasoŋgana naye paAso, tikamutora, tikandoȿika Mitirene; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Tikati tasangana naye paAso, tikamutora, tikandosvika Mitirene; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Paakasangana nesu kuAsosi, takamukwidza muchikepe tikaenda kuNitirene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Paakasangana nesu kuAsosi, takamukwidza muchikepe tikaenda kuNitirene. Viz kapitola |