Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 2:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Vakati vanzwa kutinhira uyu, vazhinji vakaungana pamwe chete vachishamiswa, nokuti mumwe nomumwe akavanzwa vachitaura norurimi rwake chairwo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino kutinhira uku kwakati kwanzwika, ʋanhu ʋazhinji ʋakaʋuŋgana, ʋakakaŋganiswa, nokuti mumŋe nomumŋe wakaʋanzwa, ʋacitaura norurimi rwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino kutinhira uku kwakati kwanzwika, vanhu vazhinji vakaungana, vakakanganiswa, nokuti mumwe nomumwe akavanzwa, vachitaura norurimi rwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Nokunzwa kutinhira uku, mhomho yavanhu yakaungana vakashamiswa nokuti mumwe nomumwe akanzwa vachitaura norurimi rwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Nokunzwa kutinhira uku, mhomho yavanhu yakaungana vakashamiswa nokuti mumwe nomumwe akanzwa vachitaura norurimi rwake.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 2:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy