Mabasa 2:37 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vanhu vakati vachinzwa izvozvo, vakabayiwa pamwoyo vakati kuna Petro navamwe vapostori, “Hama, tichaiteiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakaɓayiwa pamŋoyo, ʋakati kunaPetro nokunaʋamŋe ʋaapostora: Ʋarume, hama, ticaiteiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Zvino vakati vachinzwa izvozvo, vakabayiwa pamwoyo, vakati kuna Petirosi nokuna vamwe vapostori, “Varume, hama, tichaiteiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Zvino pavakanzwa izvi vakabaiwa mwoyo vakati kuna Pita nokuna vamwe vapositori: “Hama, ko zvino toiteiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Zvino pavakanzwa izvi vakabaiwa mwoyo vakati kuna Pita nokuna vamwe vapositori: “Hama, ko zvino toiteiko?” Viz kapitola |