Mabasa 2:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kunyange zvakadaro, vamwe vakavaseka vakati, “Vanwa waini yakawanda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ʋamŋe ʋakaseka, ʋaciti: Ʋaguta waini itȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Asi vamwe vakaseka, vachiti, “Vaguta waini itsva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi vamwe, vachishora, vakati, “Vaguta waini itsva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi vamwe, vachishora, vakati, “Vaguta waini itsva.” Viz kapitola |