Mabasa 19:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Akati ataura izvi, akarayira kuti ungano iparare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Wakati ataura iɀoɀo, akaendisa ʋuŋgano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Akati ataura izvozvo, akaendesa ungano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Paakapedza kutaura izvi akaparadza ngungano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Paakapedza kutaura izvi akaparadza ngungano. Viz kapitola |